Kurapwa kwezvirwere

Kurapwa kwezvirwere Hupenyu hunouya nematambudziko akawanda mamwe acho anogona kunetsa.
(1)

Kunyangwe zviri zvako, shamwari kana hukama, iyi minamato/mishonga ine simba rekuporesa nekunyaradza matambudziko nekubatsira kukunda hurwere nemamiriro ezvinhu akaoma🇿🇼.

0734286104

Vakadzi kana muri kunguva Mukaita remedy kana kutaura mashoko ekutuka munhu kuti atambure kana kuti akomborerwe zvinhu i...
25/02/2026

Vakadzi kana muri kunguva

Mukaita remedy kana kutaura mashoko ekutuka munhu kuti atambure kana kuti akomborerwe zvinhu izvozvo zvine simba chaizvo mukatora ropa rekunguva nechigunwe monyora zvamunoda pasi nechigunwe ichocho muchitaura zita remunhu iyeye chero murume wenyu atambura kuwana basa mukazviita nemazvo vanoenda kubasa kana kudaedza mudiwa akaenda kana kudzikamisa chaiko anodzikama ndati chero chese chawafunga kuita uriko haaa zvinoita

*Nhuka✍🏻🇿🇼*

25/02/2026

KUPARADZA MHIKO YAKAIPA PAURI
Are you experiencing bad luck.

face yako inoratidza kuti pauri pane chimwe chiso chinookwa chisiri chako

Have you gone for many job interviews no favour....wazama kuda kuenda mhiri kwemakungwa zvaramba?

Are you a beautiful lady and you notice that no man is talking to u ,,,again no Matter how good u dress, but no one is seeing you ,you tried kuroorwa imba yaramba kumira???

Do you do a business and you are not making sales?

USANETSSEKA ITA ZVINOTEVERA

sea water 500ml

21 leaves muchakata

one bottle of six flowers(PERFUME)

1 handful sea sand..jecha...

Preparation

use the sea water to wash the leaves then mix it with six flower oil and use it to wash your face .jecha iro unoisa mumvura yekugeza miri wese...

Do this spiritual assignment for 7good days and get back to me.

One 500ml of sea water for the whole 7 days.

*Nhuka✍🏻🇿🇼*

*Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.* Nhamo haipiwe mumwe mwanawe take action. Kuramba uchingoti amen amen chabu...
25/02/2026

*Chinoziva ivhu kuti mwana wembeva anorwara.*

Nhamo haipiwe mumwe mwanawe take action. Kuramba uchingoti amen amen chabuda hapana ndokudini. Pepuka mutendi. Ramba kuva chikwambo choumwe mudzinza mako imomo. . Wakambozvifunga here kuti nhamo yauinayo nhasi ichapera zvaita sei.?
Vasina mbereko
Kudzosa mudiwa
Maruva emari
Lotto
Go back to the sender
Promotion pabasa
Nezvimwe zvematare
kuzvidzivirira mumhepo dzotumirwa
simbisa mushando
busines boost
kupiwa mari nevanhu vaunodanana navo
munyama waunawo iwoyo upere

vamwe vako vatova mberi iwe uchingoti handivimbe muchivanhu ,uchitukiswa kunzi baba vako imhepo yakaipa nekuti vakafa...
musha waramba kumira ..basa raramba kumuka

vhura meso uone pauri nekwaukuenda vanhu vanokuudzai kuti matare akaipa ndivo vanhu vanotoita matare nekuseri kwako

*Nhuka✍🏻🇿🇼*

FIBROIDSChii chinonzi fibroids?Fibroids kukura kusina kunaka mukati kana pachibereko chemukadzi. Dzimwe nguva mamota aya...
25/02/2026

FIBROIDS

Chii chinonzi fibroids?

Fibroids kukura kusina kunaka mukati kana pachibereko chemukadzi. Dzimwe nguva mamota aya anokura zvakanyanya uye anokonzera kurwadziwa kwakanyanya mudumbu uye panguva yemadzimai kurwadziwa koga nekuburitsa ropa zhinji.. Mune dzimwe nguva mafibroids aharatidze kana sign kunyangwe uinawo. Chinokonzera mafibroids chiri mumiri memunhu hachizivikanwi ASI makare zvaiva zvinhu zvaisaitika nekuda kwekudya Makwenzi akaita semukundanyoka...musvodza mbudzi...mushamba or mugan'acha
kashoma kunzwa kuti mafibroids akonzera cancer..

Mhando yemafibroids
1. Cervical Fibroids
Inoitika mumuromo wechibereko
2. Submucosal Fibroids
Inoitika pachibereko kwete mukati
3 Subserocal
Inowanikwa kunze kweuterine tissue layer
4 Intramural
Inoitika pamadziro ane tsandanyama yechibereko

Zviratidzo
♨ Kurwadza kwemusana kana gumbo
♨ Matambudziko embereko
♨ Kubvisa pamuviri) miscarriages
♨ Matambudziko ekubata pamuviri
♨ Anemia nekuda kweheavy period
♨ Menorrhagia inguva yekurwadziwa neperiod
♨ Dysoareunia inorwadza panguva yekusangana pabonde
♨ Kuzvimba kana kukura kwedumbu
♨ Matambudziko pakuzvara

Mushonga wefibroid Sandi operation iripo miti yechivanhu inoita kuti risvave ropera kana kutobuda
miti nemishonga inotiraramisa!!

*Nhuka✍🏻🇿🇼*

Address

Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Telephone

+263734286104

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kurapwa kwezvirwere posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Kurapwa kwezvirwere:

Share